Category:Pimanyika

Kubva Wikipedia

Pimanyika (Geometry in English) chidzidzo chinowongorora mibvunzo pamusoro pezvinotevera:

  • Kaumbirwo kakaitwa zviumbwa tichitarisa kupimwa kwemativi nemagonya;
  • Kupa mitemo inotsanangudza, kufananidza, nokusiyanisa chiumbwa chimwe nechimwe;
  • Kududza kuti chiumbwa chiri papi zvichifananidzwa nepane chimwe chiumbwa.
  • Kukura kwakaita nzvimbo;
  • Kududza kuti nzvimbo iri papi zvichifananidzwa nepane imwe nzvimbo;

Mazanhi ari mumupanguro "Pimanyika"

126 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 126.