Kudandamudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kana chiro chichikura kubva pamumhu wachanga chiinacho pakutanga chinonzi chiri kutandauka - expansion kuEnglish. Nokumwe kutaura tinogona kuti kufaranuka asi shoko iri rinonyanya kushandiswa pachinhu chiri kukura hwasha kana hupamhi hwacho.


  • Kupandambadza (enlarge by making additions).
  • Kutambanura (to stretch out thing that is folded) zvichireva kubhedhenura chiro chakapetwa. Apa zvoreva kuti chinotambanuka hukuru hwacho hunobva hwanatsa kuonekwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLugwere vanotaura vachiti kutandabala (be spread out; extend, broaden, occupy space) vachireva kutandavara.
  • Mazwi okuti tandavara kana taravara (expand; extend) rinotaurwa mururimi rweHerero.
  • Vatauri veHerero vanoti tandaura (extend; enlarge - as a garden or kraal).
  • VaChewa vanoti tanda (spread, extend as a growing plant).
  • VaChewa vanoti tandika (stretch out, hence to pitch a tent).