Chiadzwa chegonyonhatu

Kubva Wikipedia

Chiadzwa chegonyonhatu (triangular prism) chine uso huviri hwakaumbwa kuita gonyonhatu hunenge hwakati sambamba. Mucheko yose inenge yakati sambamba nemiviri yarehwa pakutanga inenge ine chiumbwa chegonyonhatu zvakare. Zviso zvinobatanidza iyi yakati sambamba zvinenge zvine kuumbwa kwakaita gonyoina tsazamakonyo