Mutsetse

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo Pimanyika, mutsetse kana mutaro (straight line) chiro kana kuti chiumbwa chakati twasa chiine mupimo wehurefu asi chisina hwasha uye chisina hudzamu. Mutsetse unoumbwa kana chimiso chafamba nhambwe nerudzivo rumwe rwakati twasa; mutsetse uyu unenge wakareba nhambwe yakaenzana neyafambwa nechimiso chacho.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti mpingo (a line that is vertical or in single file).
  • VaChewa vanoti mpingo (a line in file, a flock in file, a column).
  • VaChewa vanoti mpambo (a line that is horizontal or extended; a row of people side by side).