Kutendeuka
Mataridziko
Kutendeuka (to turn around) zvinoreva kushandura divi rawanga wakatarisa kana rawanga uchienda, wochitarira kwanga kuine gotsi rako.
- Kutendeura (turn something around).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kutendeuka (to repent from one's sins; to turn away from one's sins).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaNyakyusa vanoti pinduka (v. repent) kureva kupinduka. Mamwe mazwi: pindula (v. convert)
- MaZulu vanoti impenduko kana izimpenduko (Change; conversion; repentance) kureva rupinduko.
- VaZigula vanoti kuelekeza (v. to turn towards) kureva kutendeukira.