Gaha

Kubva Wikipedia

Gaha (Gorge, vertical cleft) zvinoreva kuti rwizi rwuri pamupata wakadzika, iwo mahombekombe anew mukwidza wakanyanya. Zasi kweVictoria Falls kune mukaha unoyerera Rwizi Zambezi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mazwi okuti chisengu (gorge) kana mwako anotaurwa mururimi rweLenje.