Hurefu

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika, tsangudzo dzinotevera dzinopihwa maererano nekupimwa kwenhambwe.

  • Hurefu (length) - shoko iri rinoreva kureba kwenzvimbo kana ichipimwa. Kana tiri kuMasvomhu, hurefu hunoshandiswa kududza divi rakanyanya kureba kudarika mamwe.
  • Hwasha (width) - shoko iri rinoreva kupamhama kwenzvimbo kana ichipimwa
  • Hudzamu (depth) - shoko rinoreva kudzika kwenzvimbo kana ichipimwa. Shoko iri rinoshandiswa kududza kupimwa kwenhambwe zvichitevedza rudzivo rwekudzika pasi.
  • Hukwidza (height, altitude) - iri shoko rinonyanya kushandiswa kududza kupimwa kwenhambwe zvichitevedza rudzivo rwekuenda mudenga. Somuenzaniso tingataura hukwidza hwendenge iri kubhururuka kana chivakwa chemudurikidzanwa. Mukutaura kwamazuva ose tinoti chinhu chiri pakakwirira kana pakaderera, muzvidzidzo zveScience zvakafanira kuti titaure pamusoro pehukwidza.

Mipimo yose yataurwa pamusoro inoshandisha chiyero chenhambwe chinonzi mita (metre).

  • Musambara zvinoreva hurefu huripo kubva pahuma kusvika pabesu panotangira muswe wemhuka.
  • Mudzukwa (Tall, straight object e.g. tree; skyscraper). zvinoreva chiro chakareba kuenda mudenga uye chakatwasuka.
  • Mbimbi kana honokono (Short length e.g. of string; Cubit).
  • Mbombo (Very big).

Kuturama (to be exalted; lifted on high) apa kureva kuva pachinzvimbo chine hukuru hwakakwirira saMwari. Shoko iri rinotaurwa kuChiNdau Psalm 138:6.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Rakadzuka (Be eminent. Tower. 2. Grow as child does). Uri kuona here, gunde rakadzuka iro: can you see that stalk which is taller than all the others?
  • Dandara kana dzu (ideophone of Being high; of Being on highest point). Takaona Zhombwe kuti dandara: we saw that Zhombwe was higher than the other hills.
  • Ngokuti kunyazwi Mambo Mwari wakaturama, unokarakadza ngevari pashi; Though the Lord is exalted, he looks kindly on the lowly.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]