Bandiko

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Bandiko re denderedzwa rine ruvara rwe green

Muchidzidzo pimanyika, bandiko (Sector in English) - iri izwi rinoreva nzvimbo iri pakati penhara mbiri (radii) dzakanyorwa kubva pakati pedenderedzwa kuenda pazvimiso zviviri zvakasiyana zviri pamuganhu wedenderedzwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti bandika (1. fit together, join, connect, fasten to, attach, stick on, affix, fasten, glue down; 2. fig. attach oneself to someone).