Ndima yakarehwa

Kubva Wikipedia

Mashoko anoti ndima yakarehwa kana kuti ndima inorehwa ari kushandiswa kuturikira inzonzi frame of reference kuEnglish. Vamwe vangade kuti ndima inorehwa kana ndima dzakarehwa - kureva ndima ine mitemo, tsika nemaitiro unoraviwa kuti tinzwisisane pakufambiswa kwezvinhu.