Twasuka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchidzidzo Pimanyika shoko rokuti twasuka (straight ku English) rinotsanangudza mutsetse kana kuti uso hwakatichechetere kunge pamusoro pemvura yakagadzikana isina masaisai. Mutsetse uwu unenge usina gonya kana munyonga