Mhango yeMuti

Kubva Wikipedia

Mhango mwazi kana mhako (cavity; hollow in a tree; deep recess) zvinoreva buri riri pakati pechiumbwa. Mhango inonyanya kutaurwa kana buri riri diki kana zvichifananidzwa nehurefu kana hwasha hwechiumbwa.

Mhango inotaurwa pamiti, nemazino zvakare.

  • Zino rake rakanga rawora rave nemhango.
  • Chinhu chine gofu kana hofu chinenge chine mhango pakati - hollow.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwahili vanoti nvungu kana uvurungu (1. hollowness, vacuum, 2. cavity).