Zviadzwa

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika, chiadzwa (Prism) chiumbwa chine nzenda nhatu (3-dimensional); icho chiumbwa chinotaridzika kunge chakabva pakudundumadzwa kwechiumbwa chine nzenda mbiri kuchinobatwa divi rakadzivana nerekutanga.

Somuenzaniso, chiadzwa chegonyonhatu (triangular prism) rine uso huviri hwakati sambamba; mucheko yose yakati sambamba nemiviri yarehwa pamusoro inenge ine chiumbwa chegonyonhatu zvakare.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wakamuunzira izvi zveshe, akazviadza ngepakati, wakaisa rupande rumwe panorumweni; asi aazi kuadza shiri: He brought him all these, cut the animals in two and placed the pieces opposite each other; but he didn’t cut the birds in half. (Genesis 15:10 Bhaibheri reChiNdau).
  • ... wakaadza huni dzokupisha mudiro, akamiruka, akaenda kundau yaakamuronzera ndiyo Mwari. When he had cut enough wood for the burnt offering, he set out for the place God had told him about. (Genesis 22:3 Bhaibheri reChiNdau).