Mhaswa

Kubva Wikipedia
Mhaswa, pamadirano eRwizi Glomma neRwizi Vorma kuNorway .

Shoko rokuti mhaswa, mhashwa kana mhatswa (splitting paths or streams, emergence of many from one) rinotaura pane mhararano kana masanga munzira kana pamugwagwa. Pamadirano enzizi panokwanisawo kunzi pane mhaswa yenzizi.

Iri shoko richange rakakosha kuturikira streams inoshandiswa kuma computer uye logic.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mumhodzi une mhaswa: the pumpkin plant has many runners.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baila vanoti mampanda (a dividing place) kureva panodandana zvinhu.
  • Baila vanoti mampanda a nzhila (bifurcation of roads) kureva panodandana nzira.
  • Kinande vanoti amahwa (n. crossroads; bifurcation.) - zvichida vanoreva mhaswa.