Chisuvi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chisuvi (apex in English) zvinoreva pachimiso panosangana huswa hwakapfira denga remba yakavakwa ine madziro akaita denderedzwa seimba yekubikira (kitchen in English) dziri kumaruwa. Denga iri kana richinge rapfirirwa kazhinji rinenge riiine kumbwa kwecharaka. Vamwe vatauri vanoti chiruvi kana chidunzva.

Shoko rokuti chisuvi rinogona kushandiswawo kutsanangura pachimiso panosangana zviso zvedumba zvine kuumbwa kwegonyanhatu.

Chisuvi pamusoro panobatana uswa