Panze

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti panze (outside) rinotaura nzvimbo isiri mukati mechiri kutaurwa nezvacho.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mamwe anoshandiswa kutaura kunze ndeekuti:

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Bunoge inoti bàndá (outside) kureva panze. Tarisai zviri pamitauro yeAfrika mugwaro rinonzi Mupandi.
  • Digo inoti kondze (outside) vachireva kunze. VaKwere vanoti kunze (outside) kureva kunze. Hadiyya inoti biira (outside) kureva panze.
  • VaGungu vanoti hanzei (adj. external, outer, outside, outdoor, exterior) kureva panze. Kuziva madudzirwo: hamwei (adv. together; in the company of s.b. else) vachireva pamwe.
  • Giryama inoti chandze kana kondze (outside) vachireva panze kana kunze. Lenje inoti kunse ansengwe kana kunsengwe (outside) kureva kunze.