Rungamagonyo

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika rungamagonyo (rectangle kuChirungu) chiumbwa chine makonyo mana ose akaenzana; gonyo rimwe nerimwe rakakura kuita 90o. Mativi maviri akatarisana anenge akaenzana uye akati sambamba. Skweya rinogona kupinda pamupanda wechiumbwa ichi asi kazhinji tinosarudza kuti skweya rimire roga.