Kayiti
Jump to navigation
Jump to search
Muchidzidzo Pimanyika, kayiti (Kite kuEnglish) imhando yegonyoina ine peya (pair) mbiri dzemativi anotevedzana akaenzana. Izvi zvinoreva kuti guramakonyo rimwe rinokamura kayiti kuita gonyonhatu mbiri dzakaenzana; dzine chidzudzani (congruency).