Gwangwadza

Kubva Wikipedia

Gwangwadza (Horizontal cleft) zvinoreva gwanza kana mutsemu zvikurusei pakati pematombo. Asiwo gwangwadza rinogona kuve pamudhuri kana kuti madziro. Vamwe vatauri vanoti hwangwadza. Kana hwasha hwehwangwadza huri hudikidiki hwangwadza iyi inonzi hwangwaridza.

Kana mutsemu wakamira uchibva pasi kuenda kudenga unonzi mutswe kana rutwe - fissure, crack.