Mhambu

Kubva Wikipedia

Mhambu (Side of path or parting of ways) zvinotaura parutivi penzira kana kuti paye panoparadzana nzira. Shoko iris rinotaurawo chiitiko chekuparadzana kwevanhu vambenge vary kufamba vese.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kumhambu kwenzira kuno muti: there is a tree at the side of the path.
  • Ukasvika pamhambu, tsambuka uende kurudyi: when you come to the fork take the path to the right.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kikongo vanoti mpambu (bifurcation - of roads division of something into 2 branches or parts) kureva mhambu.
  • VaChewa vanoti mbali (alongside, near to). Kimbundu vanoti mpambu (n. crossroads; intersection; crossing).