Kutsveyama

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchidzidzo pimanyika kutsveyama (being tilted) zvinotaura chinhu chakamira chakarerekera kune rimwe divi. Manera akazendamiswa pamadziro anenge akatsveyama.


Muenzaniso[chinja | edit source]

  • Nharire yePisa yekuItaly yakatsveyama ne 3.99 dhigiri.
  • Akiso yeRinopasi yakatsveyama ne 23 dhigiri.