Akiso

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika Akiso (Axis) inoreva mutsetse unoshandiswa kufananidza kuumbwa kwakaitwa zviumbwa kana pari kutaurwa nhau yekupimirana. Chiumbwa kana chiine kupimirana, zvinoreva kuti zviri kumativi ose emutsetse weAkiso zvinenge zvakafanana pakuenzanza huremu nekuumbwa kwazvo.

Takatarisana neEarth, akiso yekuzeya inoreva mutsetse wemonerapo panove ndipo panoziririka Earth kamwe pamusi mumwe - izvi zvinokonzera kubuda nokudoka kwezuva. Akiso iyi mutsetse unobatananidza North pole neSouth pole. Earth inoziririka kamwe pamusi umwe ichizvimonerera paAkiso iyoyi - kamwe pa24 maawa.