Hupamhi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hwasha kana hupamhi (width) zvinoreva mufaruka kwakaita divi diki rechinhu.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaHerero vanoti ou-paranga (broadness).
  • VaHerero vanoti -parangisa (broaden, make broad).
  • VaHerero vanoti omuvero omuparanga (a wide, large door).
  • VaHerero vanoti ondyira ombaparanga (a broad, wide road).
  • VaHerero vanoti paranga, -para, -vare, okuvare (broad, wide, immense, extended).
  • VaHerero vanoti otyirongo otyiparanga (a wide, extended place).
  • VaHerero vanoti otyirongo otyikuvare (a wide, extended place, a spacious).
  • VaHerero vanoti otyirongo (place, a prepared habitable place, farm, pasture, a piece of ground).