Gonyonhatu tsazakose

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika, gonyonhatu tsazakose (equilateral triangle) igonyonhatu rine mativi ose akaenza uye gonyo nhatu dzose dzakaenzana. Makonya ari mukati megonyonahatu tsazakose ane chidzudzani, imwe neimwe ine 60o. Chivakamberi chokuti tsaza- chinobva pazwi rechiManyika rokuti tsazana rinoreva kuenzana kana kuti equal kuEnglish.

Zvifaniro zvegonyonhatu tsazakose[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kana mativi egonyonhatu tsazakose akareba nhambwe a, tinokwanisa kunyora tsazaniso dzinotevera kutsanangudza zvifaniro (properties) zvechiumbwa ichi:


Ruvanze, A = (3)(1/2).a2/2


Pimamuganhu, P = 3a


Hudzamu, h = (3)(1/2).a