Svetuka kuchirochemo

Chimiro

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti chimiro (Structure, form in English) ishoko rinotaura richisanganisira: kaumbirwo kakaita chiumbwa, mumhu wacho,ruvara rwacho, hwasha, hurefu zvichingodaro.

Nekumwe kutaura chimiro chinosanganisirawo maonerwo anoita munhu kana chinhu apo vanhu vanenge vachitarisa kuti vanoita pfungwa dzakanaka here kana kuti kwete.

  • Mutaka (1. Physical fitness of person or animal, 2. Physique) - consider using to translate valence or physical??.
  • Mutonono (Squatting - not as relaxation) apa kureva kuchochoma; kutonona; kana kutumba.
  • Kusunzumara (squat on heels).
  • Kuhwata kana kubwata (crouch or squat for concealment).
  • Kusunzumara (squat on heels).
  • Mhiri kana muemo (Build of a person) umiro.
  • Kutununa kana kutumba (squat on heels) zvichireva kuchonjomara. Mutumba izita remhuri.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Zvino Nebhukhadhineza wakazara ngoushungu, nomuemo wehope yake wakatsanduka kunaShadhirakhi, Meshakhi naAbhedhinego: Then Nebuchadnezzar was furious with Shadrach, Meshach and Abednego, and his attitude toward them changed. (Daniel 3:19, Bhaibheri reChiNdau).
  • Zvino umwe wakadai ngomuemo womunhu wakagwama miromo yangu ...: Then someone who looked like a human being touched my lips ... (Daniel 10:16).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaLenje neVaLunda chimo (stature, size, height, volume, weight, amount, measure) kureva saizi, hurefu, huwandu kana mbimo.
  • VaTonga vanoti cimo (character). VaVenda tshiimo (n. stature, size) kureva chimiro. VaYao vanoti mwimo (Standing).
  • VaGiryama vanoti kimo (stature) hukuru hwemuviri. VaLozi vanoti siemo kana siyemo (n. stature, tal-lness: height).
  • Basotho vanoti boemo (n. status) kureva mamiriro. VaBwisi vanoti kiimililo (Stature; posture).
  • VaMambwe vanoti cimo (height, stature of a man) kureva hurefu kana chimiro chemunhu. VaGwere vanoti nfaanana (n. form) kureva chiumbiko.