Kudimbidza
Mataridziko
Kudimbira kana kudimbidza (1. Take shortcut, 2. Cross diagonally) zvinoreva kudimbudzira munhu achitora nzira pfupisa - sokuti kana munhu anopinda nemumunda panzvimbo yekutenderera nekunze kwemunda.
- dimbi (ideophone of taking a short cut).
- Dimbidza (1. Cause to take a shortcut, 2. Forestall). Akadimbidzira mibvunzo yavo yose nokufanodudzira zvomutero. He forestalled their questions by explaining about the tax.
- Kudimbira (1. Take shortcut, 2. Cross diagonally).
- Kudimbidzira kana kudimbira (1. Overtake by taking short cut; 2. Cut across - path; 3. Take short cut).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izwi rokuti chekeledza (go by a short route; take a shortcut) rinotaurwa kuKalanga richireva kudimbudzira.
- Mururimi rweYao vanoti kutemulila (to make a short cut to meet a person; to run to meet) kureva kudimbudzira.