Muhwadzamba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muhwadzamba kana kuti muhwamba (Underneath) zvinoreva pasi pechiro sekuti pasi pemubhedha, hozi kana motokari.


  • Muhwadzamba memotokari hamupindiki: there is no getting under a motor-car.