Kuswedera

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kuswedera (move closer, converging) rinoreva kusvika pedyo, nhambwe iri pakati pezvinhu zviviri zviri kutaurwa pamusoro pazvo ichiita diki. Kuswedera hakuneyi kuti zviri kuswedera kubva divi ripi, chero nhambwe iri kuita diki chete.

Shoko iri richange rakakosha pakuturikira inonzi convergence kuEnglish, rinova shoko rinoreva kusvika pedyo nepedyo kuri kuita nzira dziri kuteverwa nezvinhu.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Rega kuswedera pajinga pangu: do not come near me.
  • .. Ndizvo Esita wakakwedzera pasinde..: ... Then Esther approached.. (Esther 5:2, Bhaibheri reChiNdau).
  • Nebuchadnezzar wakakwedzera pamusiwo wechoto chikuru chinobaka ngomuriro: Nebuchadnezzar then approached the opening of the blazing furnace (Daniel 3:26, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGwere vanoti kusembera (move closer) vachireva kuswedera. VaGwere vanoti kusemberya (move something closer) vachireva kuswededza.
  • Kikongo vanoti finika (v. bring near, push close, put near, shift). Mamwe mazwi: finama (v. get close, be near, close to, adjacent, draw near).
  • Nyanja vanoti kuyandika kana kuandika (to come near). Kuandikitsa (to bring near) kuswededza. VaZigula vanoti kusogela (come near) reva kuswedera.
  • Lozi vanoti -sutelela (v.i. to approach, to come near). Sokuti: Sutelela kwanu, come here.