Muzera

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti muzera (row; line; row of plants in a field) rinoshandiswa pane mitsetse yakawanda yezvinhu zvakatevadzana. Muenzaniso ndeiyi: mizera yakadyarwa donje kan kuti muzera wechibage pamuguri. Shoko iri rinonyanya kushandiswa kuchiKorekore.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mugwazo wanhasi mumwe nemumwe anofanirwa kusakura mizera mishanu obva akotoka.
  • Tonongora mizera mina yechibage upewo mwana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chewa neNyanja vanoti mzere kana mzera kana mfunde (a line; a row) kureva mutsetse.
  • Nyanja inoti mzere (n. lines, strips of meat, of reeds for mats).