Guramakonyo

Kubva Wikipedia
Mufananidzo unoratidza guramakonyo mbiri. AC' iguramakonyo repamukaha rakareba nhambwe . AC iguramakonyo repachiso and has length .

Muchidzidzo chepimanyika, Guramakonyo (Diagonal kuEnglish) izwi rinoreva mutsetse wakati twasa unobva pagonyo uchidanha nemukati megonyozhinji kuenda pane rimwe gonyo. Guramakonyo rinobatanidza makonyo asina kutevedzana chete.

Kana chiumbwa chiri tsazana, guramakonyo rinobatanidza munzi wepakati (centre) negonyo mbiri dzakatarisana. Zviumbwa zvine mativi anodarika mana zvinoita guramakonyo dzinodarika maviri.


Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kudimbira (cross diagonally) zvinoreva kudimbudzira munhu achitora nzira pfupisa - sokuti kana munhu ari kudarika mumunda guramakonyo ndiyo nzira pfupisa. Saka guramakonyo tingariti ndiro dimbira.
  • dimbi (ideophone of taking a short cut).
  • Dimbidza (1. Cause to take a shortcut, 2. Forestall). Akadimbidzira mibvunzo yavo yose nokufanodudzira zvomutero. He forestalled their questions by explaining about the tax.
  • Kudimbira (1. Take shortcut, 2. Cross diagonally).