Kutsvetera (kunamira)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kutsvetera (apply layer of) rinoreva kunamira chinhu chinoitwa zvokupomerwa kana kuzorwa chinofanana nedhaka rekudzira imba yemapango kana samende yekudzira imba yezvidhinha. Vamwe vatauri vangati kutsvetedza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]