Gama

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti gama (section, division or large part of a whole in English) rinoreva chikamu chechinhu chizere. Vamwe vatauri mune mamwe matunhu vanoti gamha. Mashoko aya anoda kutaura zvakafanana nerinoti gasva asi pazvinyorwa zviri pano achashandiswa zvakasiyana zvishoma.

Muzvinyorwa zviri pano shoko rokuti gama richashanda kuturikira zvivakamberi semi- and hemi- zvinoshandiswa kuEnglish. Somuenzaniso denderedzigama ndiro rinonzi semi-circle kuEnglish. Izvi zvinenge zvakafanira kuti tikwanise kuturikira zvivakamberi zvinoti semi- kana hemi- zvekuEnglish.

Tichitevedza maonero mamwe, mburungwagama ndiyo inonzi hemisphere kuEnglish. Saka southern hemisphere inenge yonzi mburungwagama rekuchamhembe

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kukamura kana kuganhura (divide into sections).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Hari yava gamha: the pot is half full.
  • Musudze une chigamha chemvura: the bucket is half full of water.
  • Ita saga gamha: half fill the sack.