Hudzamu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hudzamu (depth) - shoko rinoreva kudzika kwenzvimbo kana ichipimwa. Shoko iri rinoshandiswa kududza kupimwa kwenhambwe zvichitevedza rudzivo rwekudzika pasi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Bravanese vanoti kuzaama (v. sink) kureva kunyura. Herero vanoti oukoto (n. depth).
  • Nsenga vanoti mutali (n. length, depth, height). Mamwe mazwi: talifya (v. lengthen).
  • VaWanga vanoti -rambi (adj. long; deep; tall; high). Mamwe mazwi: oburambi (adj. length; height; depth).