Category:Mitauro yeBantu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mitauro yeBantu iboka remitauro yevanhu vatema inotaurwa muAfrica munyika dzinosanganisira: South Africa, Lesotho, Swaziland, Namibia, Botswana, Namibia, Zimbabwe, Zambia, Mozambique, Angola, Congo, Malawi, Kenya, Rwanda, Burundi, Tanzania, DRC neUganda zvichingodaro.