Kenya

Kubva Wikipedia
Jamhuri Ya Kenya
National motto: Harambee

Kenya pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Kenya (Swa: Jamhuri ya Kenya), inyika yakagadzikwa kumabvazuva eAfurika. Gutaguru rayo rinonzi Nairobhi. Kenya yakaganhurana ne Sudhani Chemhembe kumaodzanyembaemadokero, Itopiya kumaodzanyemba, Somariya kumabvazuva, Vuganda kumadokero, Tanzania kuchamhembe, uye Gungwa re India kuchamhembechemabvazuva.

Vanhu vekuKenya vanonzi Vakenya uye munhu mumwechete anonzi Mukenya/Mkenya.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti kenya (beyond; inland - from the coast).


Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze