Dii

Kubva Wikipedia

Dii kana Duru mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dii vanoti bȩ́ŋ́ (ideophone for red) inyaudzosingwi inotaura hutsvuku. Fananidzai nokuti tsvuku bende.
  • Dii vanoti ɓáŋ́gè (n. Indian hemp) muti wemhuri imwe nembanje.
  • Dii vanoti dìm̀ (n. darkness) kureva dima kana rima.
  • Dii vanoti dòò (n. wine, alcoholic drink) kureva doro.
  • Dii vanoti ŋgɔrya (n. pig, pork, swine) kureva nguruve.
  • Dii vanoti yà̧ (he is coming.) kureva ari kuuya.
  • Dii vanoti ya̧a̧ (v. 1. it crosses (village, etc.). 2 it passes by) kureva chinopfuura nepa.
  • Dii vanoti kaa (n. village.) kureva musha. Fananidzai nezwi rokuti ekhaya rinotaurwa kuNdebele?
  • Dii vanoti gáá (n. visitor, someone from outside who comes to stay in a community). Fananidzai nezwi rokuti magaa rinotaurwa kuChiNdau?
  • Dii vanoti hágɨ́ (on the ground) kureva pasi.
  • Dii vanoti hèèná (n. white) kureva chena.
  • Dii vanoti ta̧a̧nɔ́ (num. three) kureva nhatu.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dii vanoti bèbè (n guava) kureva gwavha.
  • Dii vanoti bə́d (ideophone for brief speech).
  • Dii vanoti mééɗà (never) kureva bodo.
  • Dii vanoti moo mbalɨ́ (n. chat, informal takj) kureva kureteka. Mamwe mazwi: moo pali (n. public announcement) kureva kuparidza
  • Dii vanoti ŋgó̧ḿnà (n. state, official).
  • Dii vanoti pʉ́g buulí (n. domestic animal) kureva chipfuyo. Mamwe mazwi: pʉ́g (n. wild animal that we eat e.g. antelope, duiker etc).
  • Dii vanoti túń (n. face, forehead) kureva chiso kana huma.