Svetuka kuchirochemo

Mongo-Nkundu

Kubva Wikipedia

Mongo-Nkundu mutauro weBantu unowanikwa munyika yeDemocratic Republic of Congo.

  • Lonkundu vanoti εlέma (n. invalid) kureva murwere.
  • Lonkundu vanoti ntsitsi (adj. freshness; cooloness).
  • Lonkundu vanoti saani (n. plate).
  • Lonkundu vanoti ndoi (n. namesake) kureva sazita.
  • Lonkundu vanoti nyangó (n. mother) kureva amai.
  • Lonkundu vanoti èle (prep. at, near, between).
  • Lonkundu vanoti ndá (prep. in, on, towards, to).
  • Lonkundu vanoti mbwa (n. dog) kureva mbwa.
  • Lonkundu vanoti bakwala (n. slaves) kureva varanda.
  • Lonkundu vanoti mpaka (adj. old; aged; ancient).
  • Lonkundu vanoti mbata (b. chair) kureva chigaro.
  • Lonkundu vanoti mpamba (n. power) kureva simba.
  • Lonkundu vanoti tsimbi (n.turn, disconcert).
  • Lonkundu vanoti kutsi (n. to shut up; keep mum; hold one's tongue).
  • Lonkundu vanoti -kuman- (v. meet, encounter, come across) kureva kukumana.
  • Lonkundu vanoti -sangan- (v. meet; assemble; get together; congregate) kureva kusangana.
  • Lonkundu vanoti -takan- (v. to be reunited).
  • Lonkundu vanoti njoku (n. elephant) kureva nzou.
  • Lonkundu vanoti esombelo (n. purchase; buying, buy) kureva kutenga. Mamwe mazwi: lopele (adj. stocky; stumpy).
  • Lonkundu vanoti lofoso (n. skin) kureva ganda. Mamwe mazwi: nyama (n. animal) kureva mhuka.
  • Lonkundu vanoti ólombola (v. soften; mollify) kureva kupfavisa. Mamwe mazwi: bauta (n. oil) kureva mafuta.
  • Lonkundu vanoti jili (n. riddle) kureva chirahwe. Mamwe mazwi: jumba (n. value).

[1]

  1. http://www.aequatoria.be/04common/038manuels_pdf/Grammaire%20Du%20Lomongo.pdf