ChiTonga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tonga kana ChiTonga mutauro unowanikwa munyika yeZambia neZimbabwe.

  • Izwi rokuti kumita (conception) nadir rimwe rinoreva kubata nhumbu.
  • VaTonga vanoti Nseke (embryo).
  • VaTonga vanoti Maseke (corn grounds).
  • VaTonga vanoti tumbuka kana zyala (to give birth) kureva kuzvara kana kutumbura.
  • VaTonga vanoti zyana (dance) kureva kudzana.
  • VaTonga vanoti kunsi (below, beneath) kureva kutsi.
  • VaTonga vanoti kununganya (grafting).
  • VaTonga vanoti kuswanganya (linking).
  • VaTonga vanoti Inseke, nseke kana mbuto (seed) kureva mbeu..
  • VaTonga vanoti bambana (Nurture).
  • VaTonga vanoti cibaka (place) kureva nzvimbo.
  • VaTonga vanoti chenga (deceive, cheat) kureva kuchengedza.
  • VaTonga vanoti tondeka (aim at; point at) kureva kutondeka.
  • VaTonga vanoti kanini'kana niini (little) kureva kadoko.
  • VaTonga vanoti nongo (clay pot) kureva hari.
  • VaTonga vanoti nyezi (adj. local).
  • VaTonga vanoti kaungu (loneliness) kureva kusurukirwa.
  • VaTonga vanoti panga kana lenga (to make) kureva kugadzira kana kusika.
  • VaTonga vanoti mulombwana (man, male) kureva munhurume.
  • VaTonga vanoti lukwato kana lukwatano (marriage) kureva wanano.
  • VaTonga vanoti mukapa (milk) kureva mukaka.
  • VaTonga vanoti cisi (nation, country, place) kureva nyika kana nzvimbo.
  • VaTonga vanoti cibanda kana cibandu (plain) kureva mhene.
  • VaTonga vanoti panga (plan) kureva kupanga mazano.
  • VaTonga vanoti museke (Glans penis; tip of the penis).
  • VaTonga vanoti pangana (plan with someone).
  • VaTonga vanoti Makanze (plans) kureva zvirongwa.
  • VaTonga vanoti mbale (plate) kureva ndiro.
  • VaTonga vanoti Mwinza (pore).
  • VaTonga vanoti bucete (poverty) kureva hurombo. VaLenje vanoti muchete (common people).
  • VaTonga vanoti Lumba (praise) kureva kurumbidza.
  • VaTonga vanoti komba (pray) kureva kunamata. Kombayi izita remhuri.
  • VaTonga vanoti Cumayila (preach) kureva kushumira.
  • VaTonga vanoti Cisanza (raised platform to store maize) kureva dara.
  • VaTonga vanoti nhala (rake) kureva rheki.
  • VaTonga vanoti jata musimbi (noun. rape) kureva kubata chibharo.
  • VaTonga vanoti Sandula (reply) kureva kupindura.
  • VaTonga vanoti Uulanga (responsibility) kureva rudairo.
  • VaTonga vanoti mulonga (river) kureva rwizi.
  • VaTonga vanoti bulonga (river system) kureva mutandira wenzizi.
  • VaTonga vanoti Nsabata (Saturday) kureva sabata.
  • VaTonga vanoti Munyoko (sibling).
  • VaTonga vanoti Mulambi (sinew).
  • VaTonga vanoti nyika (soak in water) kureva kunyika.
  • VaTonga vanoti lubilo (speed). Nyaruviro izita remhuri.
  • VaTonga vanoti Ciimo (Physique).
  • VaTonga vanoti mugwazo (Piece work) kureva mugwazo.
  • VaTonga vanoti labila (order) kureva kurayira.
  • VaTonga vanoti bunene (old age) kureva rukweguro kana hutana.
  • VaTonga vanoti muzuba (nsima being cooked) kureva sadza rir kubikwa.
  • VaTonga vanoti mbongolo (donkey) kureva mbongoro.
  • VaTonga vanoti soka (do first).
  • VaTonga vanoti citina (brick) kureva chidhinha.
  • VaTonga vanoti yakulula (to rebuild) kureva kuvaka patsva.
  • VaTonga vanoti yaka (build) kureva kuvaka.
  • VaTonga vanoti yambukila (spread) kureva kutandira.
  • VaTonga vanoti taanzi (first) kureva chimotsi.
  • VaTonga vanoti kutala (across) kureva mhiri.
  • VaTonga vanoti ndeke (aeroplane) kureva ndege.
  • VaTonga vanoti makani (affairs, news) kureva nhau.
  • VaTonga vanoti Masyikati (afternoon) kureva masikati.

[1]

[2]

  1. http://docshare04.docshare.tips/files/18945/189455420.pdf
  2. https://archive.org/details/tongagrammar00felluoft/page/n139