Benga

Kubva Wikipedia

Benga mutauro weBantu unowanikwa kuEquatorial Guinea nekuGabon.

  • VaBenga vanoti Anyambi (n. God) kureva Mwari.
  • Benga vanoti dya (eat) kureva kudya.
  • Benga vanoti moto (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: bato (people, public) kureva vanhu.
  • Benga vanoti njea (n. path; medium) kureva nzira. Mamwe mazwi: njea (n. medium, mode; system, trial).
  • Benga vanoti mwana kana bana (n. child) kureva mwana.
  • Benga vanoti viembo (n. song) kureva chimbo.
  • Benga vanoti Nandi (adv. therefore). Fananidzai nokuti kureva nhandi?
  • Benga vanoti Nande (adv. certainly). Fananidzai nokuti kureva nhandi?
  • Benga vanoti bwanga (n. medicine, remedy, physic) kureva hwanga.
  • Benga vanoti nyelele (n. white ant) kureva svosve jena.
  • Benga vanoti bonene (capaciuos; enormous, magnitude, compass) kureva nzvimbo yakakura.
  • Benga vanoti mbwa (n. hound, dog) kureva imbwa.
  • Benga vanoti bobe (immoral, impiety, indecent; nefarious) kureva huvi.
  • Benga vanoti iboko (n. locality; location; territory). Fananidzai nokuti Sabhuku?
  • Benga vanoti seke (nastiness). Mamwe mazwi: na seke (nasty).
  • Benga vanoti tango (n. number; numeral).
  • Benga vanoti ugono (n. plan, plot) kureva zvirongwa.
  • Benga vanoti biya (v. prostrate). Ko Mabiya?
  • Benga vanoti umbila (n. running, run) kureva kumbanya. Ko Nyaruviro?
  • Benga vanoti joba (n. sun) kureva zuva.
  • Benga vanoti mbata (n. stool).
  • Benga vanoti mboma (n. obstinancy).
  • Benga vanoti njama (n. mess). Fananidzai nokuti njambanja?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Benga vanoti tanda (v. love) kureva kuda.
  • Benga vanoti yoka (v. hear) kureva kunzwa nenzeve.
  • Benga vanoti Vākā (v. say) kureva kureva.
  • Benga vanoti langa (v. count) kureva kuverenga.
  • Benga vanoti kala (v. speak) kureva kutaura.
  • Benga vanoti bwalu (n. canoe) kureva bwato.
  • Benga vanoti elombo (n. affair) kureva mhaka.
  • Benga vanoti mboka (n. town, parish; station) kureva guta.
  • Benga vanoti upindi (n. savage). Mamwe mazwi: wa upindi (n. savage).
  • Benga vanoti nyevi (adj. good, pretty).
  • Benga vanoti belinguwe (n. ill-nature).
  • Benga vanoti bwam (n. righteousness, safety, seemly). Mamwe mazwi: bwamu (salubrious - favour or promote health).

Nhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Benga vanoti Pākā (n. One) kureva posi. Mamwe mazwi: Ibali (n. two) kureva piri.
  • Benga vanoti Ilalu (n. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: Inai (n. four) kureva zvina.
  • Benga vanoti Itanu (n. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: Utoba (n. six) kureva tanhatu.
  • Benga vanoti Hémbwédi (n. seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: loambi (n. eight) kureva sere.
  • Benga vanoti Ibua (n. nine) kureva pfumbabwe. Mamwe mazwi: dyom (n. ten) kureva gumi.


[1] https://books.google.ca/books?id=gzA2AAAAMAAJ&redir_esc=y

  1. https://archive.org/details/grammarbengaban00nassgoog