Tanzania

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Jamhuri ya Muungano wa Tanzania
United Republic of Tanzania
Flag of Tanzania.svg Coat of arms of Tanzania.svg
National motto: Uhuru na Umoja
Tanzania (orthographic projection).svg

Tanzania inyika iri mumabvazuva kweAfrica muDunhu reNyanza Huru. Tanzania yakakomberedzwa nenyika dzinoti: Kenya neUganda kumaodzanyemba; Democratic Republic of the Congo, Rwanda, neBurundi kumadokero; uye Zambia, Malawi neMozambique kuchamhembe. Kumuganhu wekumabvazuva kune Gungwa India. Gomo reKilimanjaro rinova ndiro gomo rakanyanya kukwirira muAfrica rinowanokwa kuMaodzanyemba kwakadziva kuMadokero kweTanzania.