Shimwela

Kubva Wikipedia

Shimwela mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania. Vanhu ava chikamu cherudzi runonzi VaNdali.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMwela vanoti nkoongo kana mikoongo (n. tree) kureva muti.
  • VaMwela vanoti muundu (n. person) kureva munhu.
  • VaMwela vanoti nsheshe (n. four) kureva zvina.
  • VaMwela vanoti nng'aano (n. five) kureva shano.
  • VaMwela vanoti pabhili (twice) kureva kaviri.
  • VaMwela vanoti patatu (thrice) kureva katatu.
  • VaMwela vanoti shooko (small) kureva chidoko.
  • VaMwela vanoti -kuluungwa (big) kureva hombe. Sokuti mkoongo gwa- n- kuluungwa (A big tree).
  • VaMwela vanoti kila (each).
  • VaMwela vanoti shi-teengu (n. chair) kureva chigaro.
  • VaMwela vanoti lijela kana majela (n. hoe) kureva badza.
  • VaMwela vanoti bha-shanda (n. boys) kureva vakomana.
  • VaMwela vanoti mbwa (n. dog) kureva imbwa.
  • VaMwela vanoti mbaaka (n. cat) kureva katsi.
  • VaMwela vanoti kutola (n. to take; take away) kureva kutora.
  • VaMwela vanoti ntai (first) kureva wekutanga.
  • VaMwela vanoti -peenya (beautiful).
  • VaMwela vanoti naapi (black). Mamwe mazwi: mbuli ya-i-shoko ya-naapi (Small black goats).