Umbundu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Umbundu kana Kimbundu mutauro unowanikwa kuAngola uri mugola remitauro yeBantu.

Mazwi Anotodzana neShona[chinja | edit source]

  • VaUmbundu vanoti olukango (parched maize), kureva chibage chakakangwa.
  • VaUmbundu vanoti enda (go), kureva enda.
  • VaUmbundu vanoti lima (cultivate), kureva rima.
  • VaUmbundu vanoti tuma (send), kureva tuma.
  • VaUmbundu vanoti okuponda (to slay, murder), kureva kuponda.
  • VaUmbundu vanoti osi (ground), kureva pasi.
  • VaUmbundu vanoti akala (charcoal), kureva makara.
  • VaUmbundu vanoti okutala (to scratch lines), kureva kutara.
  • VaUmbundu vanoti okwenda (to go), kureva kuenda.
  • VaUmbundu vanoti mayi (mother; mother's sister), kureva amai.
  • VaUmbundu vanoti ukayi (woman), kureva mukadzi.
  • VaUmbundu vanoti ohata (ring-shaped head pad), kureva hata.
  • VaUmbundu vanoti ohanga (guine fowl), kureva hanga.
  • VaUmbundu vanoti ochipala (face), kureva chiso.
  • VaUmbundu vanoti ochinyama (animal), kureva mhuka.
  • VaUmbundu vanoti ambata, tuta, twala, yenja, pakata, veleka (Carry), kureva kutakura.
  • VaUmbundu vanoti tunga (construct), kureva kuvaka.
  • Vatauri veUmbundu vanoti opendo (comb).
  • VaUmbundu vanoti ivala (forget), kureva kurivara.
  • VaUmbundu vanoti eswa (termite), kureva ishwa.
  • VaUmbundu vanoti ohapia (armpit), kureva hapwa.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaUmbundu vanoti ombela (rain), kureva mvura inonaya. Kune zita remhuri rinonzi Mbera.
  • VaUmbundu vanoti ocimanda (wooden dish), kureva dhishi remuti.
  • VaUmbundu vanoti onduko (name), kureva zita.
  • VaUmbundu vanoti okukwata (to take), kureva kutora.
  • VaUmbundu vanoti ohwate (captive), kureva nhapwa.
  • VaUmbundu vanoti emande (arrogance).
  • VaUmbundu vanoti tatama (blunder).

Nhamba[chinja | edit source]

[1]

  1. https://archive.org/stream/vocabularyofumbu00sand/vocabularyofumbu00sand_djvu.txt