Kikamba

Kubva Wikipedia

Kikamba mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kamba inoti nzoka (snake) kureva nyoka.
  • Kamba inoti ngīī (warthog) kureva njiri.
  • Kamba inoti nzou (elephant) kureva nzou.
  • Kamba inoti kwona (to see) kureva kuona.
  • Kuenda (v. Milk) ndizvo zvimwechete kuKamba neShona
  • Kamba inoti Ngai (God) kureva Mwari.
  • Kamba inoti mundu (person, man) kureva munhu.
  • Kamba inoti Ĩsyĩtwa kana Masyitwa (name) kureva zita.
  • Kamba inoti muimi (farmer) kureva murimi.
  • Kamba inoti mwalimu (teacher) kureva mudzidzisi.
  • Kamba inoti musungu (a European) kureva murungu.
  • Kamba inoti Mũnyanyawa (friend) kureva shamwari.
  • Kamba inoti Kũnywa (to drink) kureva kunwa.
  • Kamba inoti Kũya (to eat) kureva kudya.
  • Kamba inoti Ngima (ugali) kureva sadza.
  • Kamba inoti Nyama (meat) kureva nyama.
  • Kamba inoti mbũi (goat) kureva mbudzi.
  • Kamba inoti ngũlũwe (pig) kureva nguruve.
  • Kamba inoti ngũkũ (chicken) kureva huku.
  • Kamba inoti Mũnyũ (salt) kureva munyu.
  • Kamba inoti Ĩsungwa kana Masungwa (orange) kureva orenji kana ranjisi.
  • Kamba inoti Ng‟ombe (cow) kureva mombe.
  • Kamba inoti mbĩthĩ (raw) kureva mbishi.
  • Kamba inoti Mũtĩ (tree) kureva muti.
  • Kamba inoti Mbesa (money) kureva mari.
  • Kamba inoti nzaa (hunger) kureva nzara.
  • Kamba inoti Kĩkombe (cup) kureva komichi kana kapu.
  • Kamba inoti nyũmba (house) kureva imba.
  • Kamba inoti Kũĩma (to cultivate) kureva kurima.
  • Kamba inoti Mwaka (year) kureva gore.
  • Kamba inoti Mwana (child) kureva mwana.
  • Kamba inoti Mũũnda kana shamba (farm; field) kureva munda.
  • Kamba inoti kwoko (hand) kureva ruwoko.
  • Kamba inoti soma (read) kureva kuverenga.
  • Kamba inoti sua (sun) kureva zuva.
  • Kamba inoti nzeve (weather). Mamwe mazwi: malangi (n. colours) kureva mavara.
  • Kamba inoti Mũumbi (fog) kureva mhute.
  • Kamba inoti Nundu (frost).
  • Kamba inoti metho (eyes) kureva meso.
  • Kamba inoti moko (hands) kureva mawoko.
  • Kamba inoti Mauta (oil) kureva mafuta.
  • Kamba inoti Kĩtanda (bed) kureva mubhedha.
  • Kamba inoti Kũthambia (to swim) kureva kushambira.
  • Kamba inoti nzia (way) kureva nzira.
  • Kamba inoti ngua (clothing) kureva nguo.
  • Kamba inoti Kĩtambaa (cloth) kureva jira.
  • Kamba inoti Masangya (dawn, early morning) kureva rungwanani.
  • Kamba inoti mbua (rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Kamba inoti kiseve (wind) kureva mhepo.
  • Kamba inoti mwei (moon) kureva mwedzi.
  • Kamba inoti ndeke (airplane) kureva ndge.
  • Kamba inoti mueni (n. visitor, guest) kureva muenzi.

Nhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Imwe (one).
  • Ili (two).
  • Itatu (three).
  • Inya (four).
  • Itaano (five).
  • Thanthatu (six).
  • Moonza (seven).
  • Nyanya (eight).
  • Kenda (nine).
  • Ikumi (ten).

[1]

  1. https://fsi-languages.yojik.eu/languages/PeaceCorps/Kikamba/Kikamba%20manual.pdf