Lingala

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Lingala mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti mwana (Child) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • Izwi rokuti kufa (to die) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • Izwi rokuti moto (fire) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • VaNgala vanoti fufu kana farin (floor).
  • Izwi rokuti mbwa (to die) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • VaNgala vanoti loboko (arm) kureva ruwoko.
  • VaNgala vanoti mabe (bad) kureva chivi kana mavi.
  • Vatauri veLingala vanoti kobanda (v. begin) kureva kuvamba.
  • VaNgala vanoti ndeke (bird) kureva shiri.
  • VaNgala vanoti mwindo (adj. black) kureva nhema.
  • VaNgala vanoti kopema (v. breathe) kureva kufema.
  • VaNgala vanoti mbongo (cash, money) kureva mari.
  • VaNgala vanoti kosola (cough) kureva kukosora.
  • VaNgala vanoti moindo (darkness) kureva mhindo.
  • VaNgala vanoti ntongo (n. dawn) kureva kuyedza.
  • VaNgala vanoti matata (adj. difficult) kureva manetso.
  • VaNgala vanoti ndoto (dream) kureva chiroto.
  • VaNgala vanoti liso kana miso (eye, eyes) kureva ziso.
  • VaNgala vanoti mafuta kana monene (fat) kureva mafuta.
  • VaNgala vanoti tata (father) kureva baba.
  • VaNgala vanoti Nzambe (God) kureva Mwari.
  • VaNgala vanoti telema (get up) kureva simuka.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaNgala vanoti zoba (idiot) kureva dununu.
  • VaNgala vanoti zamba (forest) kureva sango.
  • VaNgala vanoti mokongo (back - part of body) kureva musana.
  • VaNgala vanoti kitoko (beautiful, handsome) kureva runako.
  • VaNgala vanoti gato (cake) kureva keke. Izwi iri rinobva kuFrench inoti gateau.
  • VaNgala vanoti kolamba (cook) kureva kubika.
  • VaNgala vanoti mboto (corn, maize) kureva chibage.

[1] [2]

[3]

  1. http://www.teachingforafrica.com/sites/default/files/4%20Language%20Dictionary.pdf
  2. https://lobalingala.files.wordpress.com/2014/07/23042014-loba-lingala.pdf
  3. http://www.cocoswa.org/wp-content/uploads/2014/02/lingala-dictionary.pdf