Tshiluba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tshiluba mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti mbwa (dog) rimwechete kuShona neTshiluba.
  • VaLuba vanoti mbuji (goat) kureva mbudzi.
  • VaLuba vanoti muluma kana baluma pakuwanda (man) kureva murume.
  • VaLuba vanoti mukaji (woman) kureva mukadzi.
  • VaLuba vanoti mukulu (adult, elder) kureva mukuru.
  • VaLuba vanoti muntu (person, man) kureva munhu.
  • VaLuba vanoti muana (child) kureva mwana.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaTshiluba vanoti tshimuma (fruit) kureva muchero.
  • VaLuba vanoti mfumu (chief) kureva ishe.
  • VaLuba vanoti tshibi (door) kureva dhoo.
  • VaLuba vanoti mayi (water) kureva mvura.

[1]

  1. http://www.ledonline.it/linguae/allegati/Linguae0801Cocchi.pdf