Bemba

From Wikipedia

Bemba mutauro weBantu unowanikwa kuZambia.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Bemba inoti uku-lia (to eat) kureva: kudya.
  • Bemba inoti uku-nwa (to drink) kureva: kunwa.
  • Bemba inoti ukw-umfwa (to feel) kureva: kunzwa.
  • Bemba inoti uku-ya (to go) kureva: kuza.
  • Bemba inoti uku-belenga (to read) kureva: kuverenga.
  • Bemba inoti ukw-ipika (to cook) kureva: kubika.
  • Bemba inoti ukw-icala (to sit) kureva: kugara.
  • Bemba inoti mubiye (friend) kureva: shamwari.
  • Bemba inoti ukw-enda (to walk, to travel) kureva: kuenda.
  • Bemba inoti uku-lisha (to play an instrument) kureva: kuridza.
  • Bemba inoti uku-temwa (to like) kureva: kuda.
  • Bemba inoti uku-washa (to wash) kureva: kuwacha.
  • Bemba inoti uku-panga (to make) kureva: kupanga kana kugadzira.
  • Bemba inoti uku-longa (to pack) kureva: kuronga.
  • Bemba inoti ndalama (cash, money) kureva: mari.
  • Bemba inoti ndeke (aeroplane) kureva: ndege.
  • Bemba inoti ngulube (wild pig) kureva: nguruve.
  • Bemba inoti insala (hungry) kureva: nzara.
  • Bemba inoti nama (meat, animal, beast) kureva: nyama kana mhuka.
  • Bemba inoti ukulwala (sick) kureva: kurwara.
  • Bemba inoti ubowa (mushroom) kureva: hohwa.
  • Bemba inoti icimbushu (toilet) kureva: chimbuzi.
  • Bemba inoti uku lemba (to write) kureva: kunemba kana kunyora.
  • Bemba inoti icilembelo (pen or pencil) kureva: peni kana penzura.
  • Bemba inoti uku-samba (to bath) kureva: kushamba.
  • Bemba inoti uku-lima (to farm) kureva: kurima.
  • Bemba inoti uku-shana (to dance) kureva: kudzana.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaBemba vanoti muli shaani (how are you) kureva: muri sei?.
  • Bemba inoti mwabombashaani (How has work been?) kureva: kubasa kuri sei. Rangarirai izwi rokuti kuomba rinoreva kushanda kumimwe mitauro yeChiBantu.
  • Bemba inoti mwende bwino (go well) kureva: mufambe zvakanaka.
  • Bemba inoti mwafuma kwisa (Where have you come from) kureva: mabva kupi?.
  • Bemba inoti uku-bomba (to work) kureva: kushanda. Apa b anodudzwa sokunge akabatanidzwa na w na v.
  • Bemba inoti bwino (Well).
  • Bemba inoti icola (bag) kureva: bhegi.
  • Bemba inoti uku-tapa (to fetch water) kureva: kuteka mvura.
  • Bemba inoti imbalala (groundnuts) kureva: nzungu.
  • Bemba inoti amenshi (Water) kureva: mvura.
  • Bemba inoti ukunaka (tired) kureva: kuneta.
  • Bemba inoti ubu-landa (sad) kureva: kutsamwa.

[1] [2]

  1. https://kitweonline.com/kitweonline/discover-kitwe/culture/language/free-english-bemba-dictionary.html
  2. http://my2.ewb.ca/site_media/static/attachments/threadedcomments_threadedcomment/42947/A%20Rough%20Guide%20to%20IciBemba.pdf