Mozambique

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
República de Moçambique
Flag of Mozambique.svg EscudoMozambique.PNG
National motto: Todos somos uno
Mozambique (orthographic projection).svg

Mozambique inyika iri ku[[Chamhembe kwadziva kuMabvazuva] kweAfrica. Nyika dzakaikomberedza dzinoti: Tanzania iri kumaodzanyemba; Malawi neZambia dziri kuMaodzanyemba kwakadziva kuMadokero; Zimbabwe iri kumadokero; Swaziland neSouth Africa dziri Chamhembe kwakadziva kuMadokero. Kumabvazuva kwayo inoganhurana neGungwa India. Mozambique inopatsanurana neMadagascar paMuronga weMozambique. Guta guru reMozambique rinonzi Maputo. Manica iri pedyo ne guta reMutare. Mutungamiri wekutanga wenyika iyi ainzi Samora Machel.