Mbugwe

From Wikipedia

Mbugwe mutauro weChiBantu unowanikwa kuTanzania.

  • VaMbugwe vanoti keru kana njere (white) kureva huchena.
  • Mbugwe inoti mwaula mweeru (white necklace).
  • Mbugwe inoti njiru (black) kureva hutema.
  • Mbugwe inoti ufinyanga (to mould) kureva kusvinyanga.
  • Mbugwe inoti lala (v. sleep) kureva kurara.
  • Mbugwe inoti tema (cut) kureva kutema.
  • Mbugwe inoti rema (cultivate) kureva kurima.
  • Mbugwe inoti seka (laugh) kureva kuseka.
  • Mbugwe inoti lolwa (married) kureva kuroorwa.
  • Mbugwe inoti mwenyi (visitor) kureva mweni.
  • Mbugwe inoti mbula (rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Izwi rokuti mwana (child) rakafanana kuMbugwe neShona.
  • Mbugwe inoti wuna (break) kureva kuvhuna.
  • Izwi rokuti muti (tree) rakafanana kuMbugwe neShona.
  • Mbugwe inoti mburi (goat) kureva mbudzi.
  • Izwi rokuti mwene (self) rakafanana kuMbugwe neShona.
  • Mbugwe inoti mwaula (necklace) kureva chuma chemuhuro.
  • Mbugwe inoti chakura (food) kureva chokudya.
  • Mbugwe inoti mudidi (small) kureva mudiki.
  • Mbugwe inoti masambe (greens) kureva miriwo.
  • Mbugwe inoti meremo (work) kureva murimo.
  • Mbugwe inoti njow (elephant) kureva nzou.
  • Izwi rokuti moto (fire) rakafanana kuMbugwe neShona.
  • Mbugwe inoti mofulo (river) kureva rwizi.
  • Mbugwe inoti ng'ombe (cow) kureva mombe.
  • Mbugwe inoti tofe (mud) kureva matope.
  • Mbugwe inoti movere (body) kureva muviri.
  • Mbugwe inoti jimo (other) kureva zvimwe.
  • Mbugwe inoti molome (husband) kureva murume.
  • Mbugwe inoti chambo (bait) kureva chambo.
  • Mbugwe inoti ganda (n. bark) kureva gwati.
  • Izwi rokuti nyama (meat) rakafanana kuMbugwe neShona.

Nhamba[chinja | edit source]

  • Imwe (one) vanoti mo.
  • Mbiri (two) vanoti vere.
  • Nhatu (three) kana tatu vanoti tatu.
  • Ina (four) vanoti nne.
  • Shanu (five) vanoti sano.
  • Tanhatu kana nhanhatu (six) vanoti tanhatu kana sita.
  • Nomwe (seven) vanoti mfunkáte.
  • Sere (eight) vanoti nana.
  • Pfumbamwe (nine) vanoti kenda.
  • Gumi (ten) vanoti ikumi kana merongo.

[1].

  1. https://uu.diva-portal.org/smash/get/diva2:1195997/FULLTEXT01.pdf