Nsenga
Jump to navigation
Jump to search
Cinsenga kana Nsenga rurimi runotaurwa kuZambia.
- VaNsenga vanoti litanga (pumpkin) kureva nhanga.
- VaNsenga vanoti manzi (water) kureva mvura.
- VaNsenga vanoti manja (hands) kureva zvanza.
- VaNsenga vanoti ushungu (venom) kureva huturu.
- VaNsenga vanoti cimbwi (hyena) kureva bere.
- VaNsenga vanoti ci'valo (door) kureva gonhi.
- VaNsenga vanoti nyula (cloth) kureva jira.
- VaNsenga vanoti njoka (snake) kureva nyoka.
- VaNsenga vanoti chikumo (finger) kureva chigunwe.
- VaNsenga vanoti munzi (village) kureva musha.
- VaNsenga vanoti mkondo (spear) kureva pfumo.
- VaNsenga vanoti mfuleni (river) kureva rwizi.
- VaNsenga vanoti munthu (person) kureva munhu.
- VaNsenga vanoti mago (hornets) kureva mago.
- VaNsenga vanoti pa (give) kureva kupa.
- VaNsenga vanoti lemba (write) kureva kunyora.
- VaNsenga vanoti gwaza (stab) kureva kubaya nebanga.
- VaNsenga vanoti mphasha (clothes) kureva mbatya.
- VaNsenga vanoti imbwa (dog) kureva imbwa.
- VaNsenga vanoti mpu'nga (rice) kureva mupunga.
- Nsenga vanoti tata (father) kureva baba.
- Nsenga vanoti mpala (n. an unmarried man), murume asina kuroora.