Mpyemo

Kubva Wikipedia

Mpyemo mutauro unowanikwa kuCameroon neCentral African Republic.

  • Mutauro weMpyemo unoshandisa mamwe mavara eAlphabet asingashandiswe neShona kana English. Somuenzaniso vara ɔ rinoverengwa sokunge o.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mpyemo vanoti abarɔ (n. baldness) kureva mhanza kana muparavara.
  • Mpyemo vanoti abɛli (n. breast) kureva zamu.
  • Mpyemo vanoti bere (n. breastbone, chest) kureva chipfuva.
  • Mpyemo vanoti bɔli (be rotten) kureva kuwora.
  • Mpyemo vanoti byali (v. be born) kureva kuzvarwa.
  • Mpyemo vanoti dimɔ (v. quench, extinguish) kureva kudzima.
  • Mpyemo vanoti jembi kana jembɔ (n. song) kureva chimbo.
  • Mpyemo vanoti kaŋ (n. guinea fowl) kureva hanga.
  • Mpyemo vanoti kɔmɔ (n. pocket, bag) kureva homwe.
  • Mpyemo vanoti kwali (n. partridge) kureva chikwari.
  • Mpyemo vanoti mɛɛŋ (n. lightning, spark) kureva mheni.
  • Mpyemo vanoti morom (man, male) kureva murume.
  • Mpyemo vanoti na (n. four) kureva ina.
  • Mpyemo vanoti njɛɔŋ (n. guest, visitor, starnger - unknown person) kureva mueni.
  • Mpyemo vanoti njibi (n. thief) kureva mubi.
  • Mpyemo vanoti nkando (n. crocodile) kureva garwe.
  • Mpyemo vanoti Nkyambe (n. God) kureva Mwari.
  • Mpyemo vanoti taani (n. five) kureva shanu.
  • Mpyemo vanoti tambɔ (v. be healthy, (be) well) kureva kuva mutano.


Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mpyemo vanoti akagɔrɔ (n. headpad) kureva hata.
  • Mpyemo vanoti ba (n. two) kureva mbiri.
  • Mpyemo vanoti bandi (n. place) kureva nzvimbo.
  • Mpyemo vanoti dali (village, country, ethnic area) kureva musha.
  • Mpyemo vanoti jinɔ (n. finger) kureva munwe.
  • Mpyemo vanoti kendɔ (side of something).
  • Mpyemo vanoti kɔŋ (n. back) kureva kumashure.
  • Mpyemo vanoti kwaa (v. give pain, hurt) kureva kukuvara.
  • Mpyemo vanoti minɔ (v. swallow) kureva kumedza kana kuminya?.
  • Mpyemo vanoti mpala (n. slave) kureva muranda.
  • Mpyemo vanoti mponi (n. circumcision of male) kureva kudzingiswa. Mamwe mazwi: mponi (n. alliance, covenant
  • Mpyemo vanoti na (n. today) kureva nhasi.
  • Mpyemo vanoti nkyomɔ (n. buffalo) kureva nyati. Ndebele vanoti inkomo kureva mombe.
  • Mpyemo vanoti ntindi (n. whole) kureva mhumburu. Fananidzai nokuti nhindi yenyama.
  • Mpyemo vanoti nyaa (n. fingernail) kureva nzwara.
  • Mpyemo vanoti sala (v. work) kureva kushanda. Mamwe mazwi: sali (domestic servant).
  • Mpyemo vanoti seli (v. lower) kureva kuderedza.
  • Mpyemo vanoti sɔni (n. shyness, shame) kureva nyadzi. Ndebele vanoti nhlonipo.
  • Mpyemo vanoti tungu (n. silver) kureva sirivha.