Shambala
Jump to navigation
Jump to search
Shambala rurimi runowanikwa munyika yeTanzania uri mutauro weChiBantu.
Zvivakamberi[chinja | edit source]
- Kishambala (of the Shambala sort - language, culture, manners etc) kureva Chishambala.
- Washambala (people of the Shambala tribe) kureva vanhu verudzi urwu.
- Mushambala (one person of the Shambala tribe).
Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]
- VaShambala vanoti kilima (hill), kureva chikomo.
- VaShambala vanoti nyumba (house), kureva imba.
- VaShambala vanoti muntu (person), kureva munhu.
- VaShambala vanoti muti (tree), kureva muti.
- VaShambala vanoti mushi kana mishi pakuwanda (n. day), kureva musi kana misi.
- VaShambala vanoti kintu (n. thing), kureva chinhu.
- VaShambala vanoti zino kana meno pakuwanda (tooth), kureva zino kana meno.
- VaShambala vanoti mugongo (n. back), kureva musana.
- VaShambala vanoti shafu (n. calf of the leg), kureva tsapfu.
- VaShambala vanoti mutwi (n. head), kureva musoro.
- VaShambala vanoti mate (n. saliva), kureva mate.
- VaShambala vanoti kiga (n. thigh), kureva chidya.
- VaShambala vanoti mnyolo (n. chain), kureva cheni.
- VaShambala vanoti kuni kana lukuni (firewood), kureva huni kana rukuni.
- VaShambala vanoti lukuta (n. wall), kureva madziro.
- VaShambala vanoti dewa (n. stable or cowshed), kureva danga remombe.
- VaShambala vanoti kilumbu (n. sweetheart), kureva mudiwa. Kune zita rinonzi Kalumbu kuMalawi.
- VaShambala vanoti hoya (n. axe), kureva demo. Kune nzvimbo inonzi hoya kuMashonaland Central.
- VaShambala vanoti kishungo (n. button), kureva bhatani. Ko Gushungo?
- VaShambala vanoti ngawa (n. shield), kureva nhoo.
- VaShambala vanoti kanzu (n. shirt), kureva hanzu.
- VaShambala vanoti fundo (n. knot), kureva chipfundo.
- VaShambala vanoti ufumwa (n. dominion; kingdom).
- VaShambala vanoti kondo (n. war), kureva hondo.
- VaShambala vanoti zana (n. yesterday), kureva nezuro.
- VaShambala vanoti munyani (n. clever), kureva mungwaru.
- VaShambala vanoti kilema (n. deformed), kureva chirema.
- VaShambala vanoti wishi (n. fresh), kureva mbishi. Sokuti - nyumba mbishi - (a new house).
- VaShambala vanoti mgoshi (n. male, man, husband), kureva murume.
- VaShambala vanoti bangu (n. wide), kureva chipamhi. Sokuti shila ya bangu (a wide road).
- VaShambala vanoti muntu mumwe (n. one man), kureva munhu mumwe.
- VaShambala vanoti E (n), kureva z.